Dilemma 020
Dilemma 020
Author ; ADDIE
Dedication : This story was written as a real-life kind of portrayal of lifes challenges
DILLEMA
STORY BY ADDIE
CHAPTER 1
"Tapiwa shaa handina mari yekuti uite masubjects ese kuma extra
lessons.Ndangowana ye 3 masubjects chete.wochitoita 3 ari challenging kwauri."
Ndimai vangu vaitaura neni, apa vaingotaura zvavo as if it was simple asi ndakaona kuti
she was hurting.Mai vangu vaisada kuti ndishaye mari yekuchikoro be it stationary or
fees.She would struggle kuti ndifananewo nevamwevo vanana baba, so she would
make sure kuti zvese ndazviwana.
End of chapter 1
0773042173
--------------------------------------------------------------------------------------
DILLEMA
STORY BY ADDIE
CHAPTER 2
"Heyi vanasikana vangu, end of year hamusi kunonyora mukomana uyo nhaika.tarisai
kuno kuboard.fungai kunetseka kurikuita vabereki venyu kuti muuye kuno kuextra
lesson mapedza makuvarairwa netwukomana.musadaroso.rwendo rwunorema
rwapadhuze.imboitai zvechikoro" teacher vakataura izvi vachipangidza kurwadzirwa
mumoyo.Ndofunga vaitofunga kuti anenge ari mwana wavo achito varairwa hake
nemukomana during lesson time.Pavaitaura kudai ndakabva ndafunga background
yangu and how my mother was suffering kuti ndigadzire rangu ramangwana
rakanaka.Ndakatarisa vamwe vasikana vaivamo so uone zvigagairwa zvevasikana
kwakuzvitarisawo hangu tapiwa kwakutoona kuti pakadai i don't stand a chance.Kutaura
chokwadi it was crush at first sight,asi ndakazvidzora nekufunga kumba plus
competition yaivapo ndobvandadzosera maziso angu kuboard.Pakabva paita knock
padoor vari vamwewo teacher vanga vachida kunzwa kuti what was the noise all
about.Gustomer rakabva rabuditsa writting pad ne pen.Those days waiti ukanyorerwa
tsamba pawritting pad,it was a sign of money kwabva tsamba because kabook kacho
kaidhura.Sir vakapinda muclass ndokucontinue nelesson yavo.Ndakaona gustomer rira
rakuworker maths mu writting pad ndikaziva kuti apa parira mari.Chakandishamisa
manje mari ne uniform yepaElise Gledhill iyo yanga iri mughetto imomo haa zvaisava
neconnection.Sir vakabva vaenderera zvavo mberi nemaequation avaidzidzisa.Apa
mudzidzisi uyu anga aine chipo zvake chekudzidzisa.
"We call it a day" teacher vakadaro vachibuda muclass.Ndofunga musi uyu i was the
only girl who was paying attention because pakangobuda teacher chete it was "Tafara
hi" , "hesi Tafara" ,"long tym tafara" and before i knew it madesk edu anga
akomberedzwa nevasikana.Hoo nhai Tafara ndoraiva zita regustomer.Ndakatsvotwa
nezvanga zvakuitika ndobva ndasimuka kuti ndibude muclass for break."Handei Nyarie,
hande zvedu tinodyira panze" ndakashamisika shamwari yangu yakuti "handisikuenda
kubreak enda hako".Ndakatora mapapers angu andai workera maths ndikaisa mubag
nepen ndakabva ndabatirana book rangu negustomer."Ah sorry shaa bt ndokumbirawo
book rako.i need some notes amanyora ndisati ndauya".Eish voice racho chete, as he
was saying this his eyes looked directly into mine.I dont want to lie my heart
sank."Ahhhh tapiwa anonoka kuuya uyo, you can have mine" , ndakashamisika
kunzwa Manyara akudaro."Haa no thanx ndukuda rasmally uyu anonyorwa zviri clear i
have a problem with my eye sight but thanx".Ndakangoti" its okay you can have
it".Ndofunga Manyara akabva anyara nekuti akabva ati "ahhhh hande tese Tapiwa i
need to use the ladies".Tichangoti budei muclass ndakabva ndasangana neumwe
musikana aigara muline medu ainzi Sinikiwe tikamhoresana hedu nekutombotaura
twunyaya.Sinikiwe aidzidza paElise Gledhill saka ndakabva ndati chance given rega
ndibva ndabvunza nezva Tafara."Sinkie nhai ko whats up with that dude apinda muclass
medu anonzi Tafara, weku chikoro kwenyu, sure vasikana kubva va screema zvekudaro
kunga vanhu vanopenga.ini ndashaya chashamisira paari".really ini kuchishaya
chashamisa ini ndaita sebenzi ndakamira ndega ndega muclass ndichivarairwa
paapinda."Haumuzive here Tafara,wani anosiuya kuchikanga necoaster ravo rakanzi
mhukahuru kana pari paweekend.vanhu vane zvinhu zvavo mashops mabar
nemabus"." Hoo ahhh ini handimuzive.saka sei achidzidza paelise iko kumba kwavo
kune bag kudaro?" ndakabvunza."Mari yakatotangawo kuita manje manje apa atova
form 3 saka maybe arikungoda kupedzisa chikoro chake pa elise ipapa.Vasikana
vanongoscreema zvavo bt haana kana basa navo.Tapiwa rega ndiende shaa ndokuona
pakuenda kumba".Takasara tichitaura hedu nyaya pamwe nekudya naManyara.Pese
apa ndandichifunga mandanga ndichidzima dzima ndikazvinyarira.Ko achatii, anoti
musikana anehutsvina uyu,iye azombotorerei book rangu,idzi dzaingove pfungwa
dzaipisa dzega.takagara zvedu kusvika break rakuda kunopera then bvatadzokera
zvedu muclass.At least vanhu vanga vadzikama but takasvika panzvimbo pedu
pagarwa izvo zvakandisvota because ndaiva mupfupi kumashure ndaisaona
chinhu.Takazoona nzvimbo kumashure tikagara zvedu ikoko science teacher vachibva
vangopinda.
"My name is Mr Muponda, i will be taking you for science lessons.Right ndokumbirawo
kuti mugare magarire amanga makaita mumaths lesson so that we can quickly identify
you coz makawandisa.Mwari wangu anga andinzwa.Ndakafara zvisingaiti asi handifungi
kuti ndaidarika Manyara because she was wearing a big smile on her face and it didnt
take time for her to pack up her bag.Ndakazobatanidza mabooks Nyarie atove kudesk
ratanga takagara mumaths kudhara.ko zvaaiva murefu chii chachanyanya kumufadza
kudaro question mark ngaa.
The lesson proceeded well and i really enjoyed this lesson, truth be told the teachers
here were skilled.They were so equiped with the right teaching and learning aids.after
the lesson takabuda zvedu naManyara tikaenda kunze tichimirira time ye
Geo.Ndapagate kuenda kumba ndakanzwa kuti "Iwe smally ,,,, smalliiiiiiee,,,
iwe".Takacheukirana naNyari wanike inga ndiTafara arikufemeruka.Ndakashamisika
Nyari achiti "inini here".chakanyanyondishamisa ndechekuti she wasn't small at all saka
kuzoti inini here ndokutii manje."Not iwewe sry i mean you" achisa book rangu
mumaoko angu."thanx shaa asi wawato dhibha book rako" , " not really ndangoti
pamwe u still want to use it saka ndati ndozotora mangwana" obviously i was blashing
"Okay makutoenda kumba here, where do you stay i can give you a ride home as a way
of saying thanx".Whaaaaat he had a car mwana wechikoro haaaa surely those girls had
a right to screem.Apa i thot he wanted to get a way to talk to Nyari coz vatapiwa vangu
had no any attraction to attract such a guy." "No thanx we can walk home "
ndakadaro.Ndakashamisika nyari akuti "yes pliz, ndirikunzwa kuneta " ahhhhhh Nyari
anga azoneta nanguwai futi.Ini ndakabva ndangoti "okay guys see you tommorow"
ndakuto famba zvangu.Takazobatana naSinikiwe kuenda kumba.Ndakasviko gadzirira
hangu uniform ye the next day nekuisa bhutsu mushonga
" Eish nhasi ndanonoka Nyarie, handina kana kudya shaa apa lunch handina kupacker
futi, zvenhasi ma1 chaiwo" " Good morning pupils, lets settle down please" ava ndisir
vemaths vakadaro vachifamba kuenda kuboard."Here you are make sure you don't get
caught" nditafara aitaura achinditambidza pascal chocolate nut log." Don't worry i am
fyn" ko pride ndaivavo nayoka "i insist" akadaro akanditarisa mumaziso." Hiii my
favourite" akadaro Nyari achitora chocolate iya.Ahhh nyari apa akandimbohwa
zvisingaiti sure ungatora chinhu chandandichitodawo bt playing hard to get sure."Heres
another 1, dnt wry ndinawo hobho check" akadaro achinditaridza mubag.Sure akanga
arimo machocolate ndakatambira ndikati "thanx" ndichikanda mubag like i didnt want it."
We are going to continue from where we left yesterday, we are still on
equations"vakadaro sir then bvandatarisa kuboard kuti ndiconcentrate.The lesson was
flowing smoothly bt ndaiti ndikanyora manotes pendotarisa mudenga ndaiti guga guga
maziso naTafara.Why was he staring at me like that.Kuti inyaya yekuti handisikudya
chocolate iya here hameno.ipfungwa dzaingopisana zvadzo dzega.ukuwo Nyarie aiita
noise nekapaper kechocolate yaaibiridzira kudya.Kutaura chokwadi handingati
ndakadzidza lesson iyi coz pese pandaisimudza musoro ndaisanganisa maziso
naTafara apa hana yangu yairova pazvaiitika." Till we meet again" sir vakadaro
vachibuda muclass.Ndakarongedza mabooks angu ndichibva ndangobuda
muclass.Nyari akanditevera tikazonogara hedu pamushana tichidya zvedu maputi.
" Nhasi lesson yese yapera Tafara akanditarisa" Nyari aitaura kudai achinyaririra.What
the hell girl friend he was not even looking at you." Inyaya yekuti wakanaka Nyarie plus
wakatsvukaka,obviously he cant resist you" Ndakamunyebera Nyarie nekuti ndaiziva
zvangu kuti ziso rakanga riri pandiri."O smally" ndakashamisika ndichinzwa voice
kumashure kwanyu wanei ndiTafara ane pie nedrink mumaoko. "Ah no thanx ndiribhoo"
ndakadaro."Dnt worry ari fresh ndabva kunomatora kushop kwedu ndee nhasi"aitaura
kudaro achiswededzera kwandiri. "Ahh thanx but i don't take pies ndine maulcers plus
handinwi carbonated drink.you can give Nyarie ndiye anodya".Obviously he was left
with no choice asi kumupa apawo Nyari anga asina pride akatotambira achinyemwerera
achifara , then tafara left."Urikuzvionaka Tapiwa arikuyedza nepese kuti asvike
mudhuze neni, i think anorikundida.Haaa Nyarie papi pacho ipapo she didnt even notice
kuti hapana kanadhiri apa.Break rakapera tikadzokera muclass.During lesson ye
Science ndakaona ndaisirwa kanote pabook rangu naTafara.Luckly hapana
akazviona,nt even Nyarie. Ndakavhura kanote kaya kakanzi WHY ARE YOU PLAYING
HARD TO GET .
End of chapter 2
-------------------------------------------------------------------------------------
DILLEMA
STORY BY ADDIE
CHAPTER 3
What was he trying to say when he said 'playing hard to get'?.Is he falling in love with
me?Inyaya yechocolate here or pie,chiii chaicho chaicho? Ndakanyebedzera kunga
ndisina kana kutomboverenga hangu kanote kaya bvandatarisa kuboard asi apa hana
yangu yairova zvisingaiti.Ndakaona Tafara akunyorazve kamwe katsamba
bvaakapeta.Akuti akakande ndakanzwa sharp pain mudumbu mangu bvandati "eish"
ndichikwakuka zvekuti madesk akazunguzika. Katsamba kare kakabva kaenda pabook
raNyarie by mistake."Are you okay"? sir vakabvunza "Yes sir i am okay" bt i wasn't okay
at all.I was in deep pain.Izvo ndairwadzirwa kudai ndaiti pamwe Nyari achabvunzawo
kuti chii.Ndakatarisa kwakuona Nyari arikunyora pakapaper ndikaziva kuti i reply yanga
yakutoenda.Ndakashingirira kuti nditore bag pasi ndokutora mammt anga arimo
ndikaisa mumukanwa kuti ndisvisvine.Ndakamboedza kushingirira ndichiti pamwe Mmt
raizondibatsira mudumbu mukapora asi harina zvarakashanda.Ndakazokumbira kubuda
kuti ndinonwa Ranitidine, iri ndairishandisa kana ndanyanyo rwadzirwa
neulcer.Ndakabvumidzwa ndikabuda asi ndaiita zvekutsetsera kuenda kutape because
the pain was too much when he said 'playing hard to get'?.Is he falling in love with
me.Inyaya yechocolate here or pie,chiii chaicho chaicho.Ndakanyebedzera kunga
ndisina kana kutomboverenga hangu kanote kaya bvandatarisa kuboard asi apa hana
yangu yairova zvisingaiti.Ndakaona Tafara a kunyorazve kamwe katsamba
bvaakapeta.Akuti akakande ndakanzwa sharp pain mudumbu mangu bvandati "eish"
ndichikwakuka zvekuti madesk akazunguzika. Katsamba kare kakabva kaenda pabook
raNyarie by mistake."Are you okay"? sir vakabvunza "Yes sir i am okay" bt i wasn't okay
at all.I was in deep pain.Izvo ndairwadzirwa kudai ndaiti pamwe nyari achabvunzawo
kuti chii.Ndakatarisa kwakuona Nyari arikunyora pakapaper ndikaziva kuti i replyyanga
yakutoenda.Ndakashingirira kuti nditore bag pasi ndokutora mammt anga arimo
ndikaisa mumukanwa kuti ndisvisvine.Ndakamboedza kushingirira ndichiti pamwe Mmt
raizondibatsira mudumbu mukapora asi harina zvarakashanda.Ndakazokumbira kubuda
kuti ndinonwa Ranitidine, iri ndairishandisa kana ndanyanyo rwadzirwa
neulcer.Ndakabvumidzwa ndikabuda asi ndaiita zvekutsetsera kuenda kutape because
the pain was too much.
Lunch time yakasvika tikanogara hedu naNyari kunze kweclass." Tapiwa iwe , Tafara
andiyorera note, hanzinaye WHY ARE YOU DOING THIS TO ME.I ONLY WANT US TO
BE FRIENDS,,, ndamuti lets talk takuenda kumba".Ndakangokwanisa kuti "Hoo" chete
zvekunzwa tsitsi because little did she know that that note was not mearnt for her."O
smally ndangokwanisa kuona mafresh chips chete" akadaro achinditambidza.Paakauya
petakanga takagara ndakaona vanh vakutarisisa.Ini hangu zveku drawer attention
yevanhu ndangandisingadi.Ndakabva ndakurumidza kuti "thanx but ndiribhoo,,,,can you
give us our space,,we are discussing zvinhu zvedu". Akabva atambidza Nyari mamwe
angu bvaaisa mubag mangu bvaaenda.Ndatarisa kunge kusada zvangu bvataenderera
vedu mberi tichitaura nyaya dzedu."Urikuzvionaka" Nyarie akadaro tikaseka hedu
tichirovana maoko asi ini ndini ndakanga nine yese.
Kuzoti yava lesson ye Geo haaa apa ndipo pandakatanga kurwarisa manje.Ndakatanga
kubvunda ndichi sweater zvisingaiti."Are you okay" sir vakabvunza, apa
ndangandakurwadzirwa zvekuti ndakapindura kuti "No sir ndirikurwara".Handizivi
zvakaitika kubva ipapo asi ndakashamisika kuona ndakuclinic ndiine drip parwuoko. "
Tapiwa,,,,Tapiwa" ava ndimai vangu vaindidaidza.Ndichingoti simu ndakabva ndati guga
guga maziso naTafara.Ahhh ko ndeipi iyi chii chirikuitika.Ndakaona Sinikiwe nevamwe
teacher vandandamboona pachisamba asi vaisatidzidzisa."She need a bed rest
amai,,imbomirai azorore " avandifamily doctor vedu aidaro.Ndakazosara vamwe vese
vachienda kumba bt i was feeling much better than before. The next morning vanhu
vakawanda vakauya kuvisit kusanganisira vekuchurch nehama dzimwe dzaitobva
kure.Akanyanyondishamisa ndiTafara.Visit yakapera vanhu vese vakatenda kwazvo
tafara nekuti ndiye anga andiperekedza kuclinic nemota yake.iye aingoti "aiwa
muchitendei kungobatsirana".Iiiii i dnt want to lie apa ndopandakatanga kunyura
murudo.He never missed a visit the 3 days i was in hospital and aindiwigira manotes
ezvese zvavaiita kuchikoro.Thats how i got close to Tafara.Ndakabuda zvangu
muhospital ndikaenda kumba." Tapiwa wozoenda kuchikoro monday wochizorora
paweekend"vakadaro mai vangu apa it was thursday night."Okay mhamha gud nyt"
ndakadaro.Masikati e Friday Tafara came kumba kwedu neshamwari dzake Brighton
naTatenda vainasinikiwe after school.Mbuya vangu vanga vachizouyawo kunoona
kamuzukuru kumba.Mbuya vangu vakatanga kunamata " Muzita rababa
neremwanakomana neremweya mutsvene" takadaira "Amen". "Baba ndinouya pamberi
penyu kusirikugona asi dzirinyasha dzenyu" mbuya pavainamata ndakadzwa a light
pack pahuma and i knew it was noone else but Tafara.Kutaura chokwadi ndakanzwa
kachando mumwiri, kamoyo kachingoti dai adzokorodza futi."Nezitara jesu tenzi wedu
Amen" mbuya vakapedza kunamata.Handina kuzombokwanisa kutarisa kuna Tafara
nekunyaririra.Tafara akazondisiira disc ranga rakanzi LOVE DONT COST A THING
achiti ndivarairwe since i wasnt feeling too well.
" Sorry zvenyu vana vangu mvura yakaenda nezuro saka hatikwanisi kuita malesson
nhasi" Vakadaro sir vaya vandakanga ndamboona kuclinic pandai rwara.Ndakapinda
muroad kuenda kumba, apa ndaive ndega nekuti Sinikiwe angaasati uya
kuchikoro.Ndava muroad kuenda kumba Takaona mota yaTafara yamira pamberi pangu
ariega zvake ndikaenda paangaari." Ndeipi,, lets go to my crib tinoita hedu maths,,,we
cant waste anymore time tavapadhuze nekunyora".Ndakambodakuramba asi
ndakazofunga kuti sure tatavapedo nekunonyora saka i couldn't loose any given
opportunity.
End of chapter 3
-------------------------------------------------------------------------------------
DILLEMA
STORY BY ADDIE
CHAPTER 4
Takazoita hedu maths kuzoti taneta Tafara akanotora maplates two ekuti tiise
rice.Ndakambonyara nerice rangu asi ndakazorobuditsa."Tapiwa wakazoona movie iya
here LOVE DONT COST A THING". "Aiwa Dvd redu riri kuselecta madisc"
ndakamupindura."Okay lets watch it then tichidya hedu".Takaona movie tichidya
hedu.Chokwadi ndaiva ndashoora rice bt ndakaona Tafara achitonyatsodya zvake
akadekara.Movie iyi yakandinakidza zvisingaiti.Takazopedzisa kuiona tatopedza
zvekudya kare.Zvekuti tatauya kumaths hapana kana akazombozvifunga.Movie iyi was
loaded with love n romance.Ehe iyoyo musakanganweka kuti i was only form
four.Hapana zvakanyanya pamovie iyi but i dnt want to lie it really turned me on.
honey
END OF CHAPTER 4
--------------------------------------------------------------------------------------
DILLEMA
STORY BY ADDIE
CHAPTER 5
"Chii mwanangu ,ko wakurwara futi here" amai vangu vakabvunza."Aiwa mhamha,,,,
ndadonha padrain repa mai Matambanadzo riya saka gumbo rangu ririkurwadza but
richaita zvaro bhoo,,,dont wry" ndakavapindura."Saka wadii wangawataura
ndakutowa,,huya tione ndiriise sloans" mai vangu vaitaura vachifamba kuenda
kubedroom.Ndangandamboti ndapona asi ndakaona kuti handina kungwara. "Kurimidza
ndirikuda kuenda kumaprayers kuchurch" ,apandakaona kuti pangu panga
pandiperera.Hana yangu yakatanga kurova zvekuti dai ndaiva ndiripadhuze nemunhu
aiinzwa chete.Ndakafamba ndichienda kubedroom kwangakuna mai vangu.Ndava kuda
kupinda padoor remubedroom mavo phone yakabva yatanga kurira mai angu
bvavaenda kunoidaira.Paiitika zvese izvi ndaingova mubishi kunamata nechemumoyo
kuti Mwari vandibatsire."Its okay ndirikusviko manje manje" vaitaura kudai
varipaphone."Tapiwa chitora sloans uzore.Mwana wamai Travour ari kurwara
serious,ndokwandakutoenda izvozvi,,,,ndikanonoka mokiya madoors nekuchecker
mawindow"vakadaro vachitora handbag yavo , apa ndipo pandakazotora befu.
"Ahhh iwe Tapiwa asi wakupenga ,,chii newe nhai " akada kuyedza kutaura neni asi
ndakaramba ndichifamba.Akazobata rwuoko rwangu zvechisimba ndokuzoti "iwe
Tapiwa did i rape you".Paakataura kudaro ndopandakazodzikama ndikamira."Hande
kumota tiende kumba kwangu tinotaura nyaya iyi takadzikama"."Kuenda kumba
kwaani,,,ndichitadza kuenda kuchikoro nenyaya yekuda kutaura nyaya,,,,you must be
sick in your head" ndakamudaro ndichifamba."Tapiwa you have to cool it
hanti,,,,,ndataura nemaface hanzi vat haina kuuya saka no school futi nhasi".Tafara
aiwa ne sweet tongue zvekuti wainyengerereka chete.Ndakazobvuma kuenda kumba
kwavo ndokubva taenda.
Vachihota : ndini baba vaTafara,,,,he told me all that happened kumba hakuna kuita
problem here
Vachihota : lts okay bt next time itai study muchitarisa tym,,,my heart bleeds for my son
nekuti haana parential guidance,,,,okay kana pasina kuita problem its okay bt pliz
koshesai tym..phone yakabva yakata
Ndakashaya kuti ndeipi yanga yakuitika apa." Hanzi chii namdra,,,ndakamuudza kuti
wakanonoka kuenda kumba after study ukapinda busy kuden ,,,,ko nepapazi dzawanga
wakuita nezuro ndakatya kuti anything can happen ndobva ndanyebera mdra kuti
wanonoka kuenda kumba tiri tese saka anzi adzokere kwaanga ari" akadaro
Tafara.Mumoyo mangu makabva mazara mufaro kuti baba vacho vakanga vakutoziva
kuti kune munhu anonzi Tapiwa.Vakabva vaita kunga vatotichatisa.Asiwo chokwadi
Tafara anga asinawo parential guidance yakakwana.Dai vabereki vake vaivapo ingadai
zvese zvakaitika zvisina kuitika.Ndakafara weduweee , Kutaura nababa vaTafara ,vari
kustates haaa izvi zvakandifadza kana dofo ranhonga answer book harisvikipo
"Iiii i had missed youuuuu,,,,urisei hako Tapiwa,,,,kanga karisei kaexit holiday" akadaro
Nyarie achindimbundira.Takakwazisana hedu tikaita hedu nyaya tichimirira teacher
vemaths.Lesson yakaitwa zvayo ikapera tikapinda pabreak." Tapiwa shaa i have
something to tell you"akadaro Nyarie." Shaa i am in love with Tafara zvisingaiti zvekuti i
cant even think straight,,,,i have noticed kuti kubva pawakarwara paye you are now
close to him,,,shaa ndirongerewo shaa" akadaro Nyarie.Kurongaaa???? Kuronga chii
ipapa?? Sure ndikurongere gustomer rangu? Izvi zvaingova mupfungwa ."Okay i will
see what i can do" ndakamupindura.Kubva musi uyu ndaingotaura zvekunyeba zvega
zvega kuna Nyarie.Pamwe ndaiti ati achakuona pamwe hanzi ndichakuphonera paland
yekumba kwenyu.Nyaya chaidzo naNyarie dzaiva dzakunetsa nekuti panguwa
yaaitaura nezvaTafara ndainzwa hasha.Hunhu hwevasikana pana Tafara hauna
kumbopera asi Tafara aisapangidza basa nazvo.Relationship yedu yakanyatsopisa
although it was low profile.Ndaitofarawo kuti Tafara ainga asarudza ini pamagagairwa
anga aripo pavaccation.Kumba kwanaTafara ndanga ndakungoenda pese pandaiwana
kamukana.Mapresents Tafara aitenga , zvetwuma nice nice aizvigona.Hapana aiziva
kuti ndizvo zvakanga zviri pakati pedu naTafara.Mari akanga ainayo saka the
relationship was full of surprises.To cut the story short I enjoyed the time I spent with
Tafara.He never gave me a reason to doubt his love for me.
END OF CHAPTER 5
-------------------------------------------------------------------------------------
DILEMMA
STORY BY ADDIE
CHAPTER 6
Haaa ndakarohwa neshock isingaiti zvekuti ndakabvunza kuti "Tafara Chihota wekupi"
sekunge munhu asingamuzivi.Hama dzangu ndakatanga kubvunda nehasha apa
ndakaita weak within seconds.Ndakatanga kunzwa ulcer kudairira ndikaziva kuti
chachaya.My relationship with Tafara was a secret saka apa kuti ndimutuke kana
kumuitira hasha zvazvisingabudi.Ndakanyatsozvidzikamisa ndikati rega ndinyatso
bvunzisisa kusvika ndawana mhinduro dzandaida."You pregnant for Tafara??,,ko how
did it happen ?"ndakabvunza Nyari."Ndokuudza mangwana shaa,,,,izvozvi ndirikufanira
kumhanya kumba kuti ndinoperekedzwa kwana Tafara nana tete vangu,,,,,bt i am
coming to school tmrw nekuti head vakati i am allowed since ndandakato
regster".Handina kana kuzomboziva kuti Nyari akabuda sei mutoilet ini
ndikasara.Ndakachema zvisingaiti ndichizvibonderesa nemadziro.Nyari aiva munhu
anga arifast asi anga asina secret.Munhu aitaura zvese zvese zveupenyu hwake asina
kanabasa nekuti ndirikuzvitaurira papi.Nyari aitaura chokwadi kumuziva kwangu
kwese.Ndakaita play back zvese zvandaiita naTafara apa ndopandakatanga
kubongomora mhere.Ndakatomboita time ndirimo mutoilet ndichibva ndazvishingisa
nekuti handisati ndanzwa side ratafara.
"Hesi addie chii futi chanetsa"chiremba akadaro achitora card rangu achiverenga." Oh
my God your bp is very high,,chiii what is the problem,,,maexams here".Doctor ava
ndivo vanga vari family doctor wedu asi zvavo vanga vachiri vechidiki.He was around
29 yrs and single saka ndaitaura navo zviri informal and so free sekunge ndaitaura
neshamwari yangu.We had a strong relationship zvekuti vaitombouya kumba kwedu
vachitiona.Ndakangoti "ndokumbirawo masleeping tablets" chete.Vakada kuyedza
kutaura neni zvakawanda asi handina zvandakakwanisa kutaura.Misodzi yaingodonha
pamatama.
"Manje your blood pressure is too high,,,i cant let you go home like this,,,it needs
monitoring" akadaro chiremba.Ndakatanga kufunga manetsekero anga aita mai vangu
pandakange ndamborwara ndikazvituka asi hapana zvazvanga
zvichabatsira.Mumusoro mangu makanga mangozara maDAI asi hapana zvazvakanga
zvichabatsira.Ndakazopihwa bed ndikabaiwa mainjections pamwe nekupihwa matablets
ekunwa.Mai vangu vakazosvika ndatovanenguwa ndatopihwa bed."hesi mwana
wangu,,,,ko chava chiizve moyo,,,asi imhepo dzekwana baba vako dzisingadi kuti
unyore,,,,pai parikurwadza"mai vangu vaingotaura vasingandipi kana nguwa
yekupindura."Ko zveunenge urikuchema chaa chii futi,,,zvirikunyanyorwadza here".Mai
vangu pavaitaura kudai moyo wangu wakabva wanyanya kubatikana kuti chokwadi mai
vangu vanga vakutonetsekana nekuda kwemisikanzwa yemwana.Vakabva vadzokera
kunomira padoor reroom yandanga ndiri ndokuzoti "Pinda arimuno"."Ko wapa vanhu
vepano phone number yaTafara,,,,ndiye azotondiudza kuti urikuno tikatouya tese
achibvawo kuchikoro kwake"mai vangu vakataura kudaro vachiuya pabed.Ndakashaiwa
zvekutaura ndikangoitawo sepakanga pasina dambudziko.
Takazoenda kulunch ndikapihwa menu card.Zvinhu zvaiva apa zvaida fork and knife
saka ini manje yakanga isinga tambi saka ndakachooser maplain chips chiremba
vakatiwo plain chips kkkki.Kuzoti chikafu chauya vakomana machips akandinhuhwira
iwayo.Ndakamboshingirira ndikaisa one chete mumukanwa ndikabva ndarutsa
patable.Ahhh ndakanyadzisa hama dzangu.
Ndakaperekedzwa kusvika kumba asi ndakaramba kuti chiremba vapinde neni mumba
vachibva vangoendawo.Ndichingoti vhurei door remumba ndakanzwa hwema
hwainhuhwa zvisingaiti hwaibuda mumba ndikamhanyazve kunorutsa."Ahh vekulunch
kwakurisei" mai vangu vakadaro vachindimhoresa."Kusvika nekurutsa kuvhunduka
chirungu here kkkkki,,,,,pinda mubedroom utore mapads ako,,,asi wangauchirine
mamwe,,,last month futi hauna kutaura kuti waimada apa nhasi ndi29 iwe uchisoenda
kuma 18 ,19".
END OF CHAPTER 6
--------------------------------------------------------------------------------------
DILEMMA
STORY BY ADDIE
CHAPTER 7
"Tapiwa are you okay,,,,ko wanyararei kudaro,,,,i hope you are not thinking too
much,,,,its not good for the baby"akadaro chiremba.Hama dzangu apa ndanga
ndachitsvika pakupererwa.Ndakatanga kufunga zvekuti Tafara ndaizomubata sei kuti
ndimuudze kuti ndane nhumbu.Ukuwo ndandakufunga kuti kumba ndichadii.Ko kana
Tafara akugara naNyarie ndozodii,,, ndingarigona ini barika??? Chiremba akatarisa
time ndokuti "Oo my God ,,,,Tapiwa i am 15 minutes late already handei ".Takabva
tasimuka tikapinda munzira kuenda kutown.Ndirimumota hapana kana
zvandaitaura.Ndakanga ndichingozvibaya nepfungwa.Ko ndikataura na Dr Mtale kuti
vaibvise havo nhumbu, asika kuuraya munhu.The bible says thou shall not
kill.Zvinondochidii,ko ndikazviuraya hangu mai vangu vanosara nani zvendiri ndega
mumba medu.Nekupererwa ndakazoti "Nhai Gerald what should i do".Dr Mtle vakanga
vanonoka zvavo kubasa asi apa vakatomboenda padivi peroad ndokuti "Shaa Tapiwa
you don't know how much you made me so happy calling me by my fisrt name,,,,i have
always loved you believe me but the way you called me by name , you made me even
love you more.Ko urikundirwadzisirei moyo wangu ,,why cant you just accept my
proposal" akaenderera mberi.Whaaatt asi he was lying that i'm pregnant.How can he
fall in love with someone who is pregnant??? ." Okay Tapiwa tonyatsotaura manheru
after work , ndouya kumba,,,dont hurt our baby uchifunga zvisina basa,,will help you
sort out this mess".akadaro chiremba."Iiiii kumba hakuiti, mum might suspect
something, ndogona kuzopinda mutown mangwana tozotaura" ndakadaro."Okay then,,
mangwana ndotora off wouya kumba kwangu totaura" akadaro.Takazofamba zvedu
kupinda mutwn asi aimhanyisa mota nekuti anga anonoka.Kumba kwadoctor Mtale
ndaikuziva nekuti taipota tichiendako nehanzvadzi yangu, mwana wasisi vamai vangu
Noel.Dr Mtale vaitamba namukoma vangu Noel saka ndangandisiga shaiwe
zvekunyeba kuna mai vangu kuti ndiendeko."Gerry ndisiye hako pama taxi,,,ndokwira
comby kuenda kumba"."Okay hey ndanonoka kubasa,, unokwira taxi not comby
unondikwadzira mwana wangu".Aka kakange kavakechipiri achiti mwana wangu.Ko
aiyedza kutii?? Ndakangozvibvunza ndega ndikasiyawo zvakadaro. Takasvika papaspar
irimuna main ndokubva atora card muwallet make ndokubva ati"O loyalty card rangu
wotenga zvaurikuda muspar mofanirwa kunga muine about $500 ,,,,mari yetaxi iyi
mangwana ndouya kuzokutora mukuseni" akadaro achinditambidza$100 Ndakabva
ndati "aiwa dont wry ndiribhoo mari yecomby ndinayo"."i insist,tora zvinhu zveurikuda
wozotsvaga zvimwewo zveurikuda kunze pamari iyi".Ndakazotambira mari zvese
necard Gerry akadzika kundivhurira door.Ndakambofara kwenguwa yacho,
kumboitwawo princess.Ndakabva ndanzwa kuti " Haaa long tym Tapiwa ko
urisei".Ndakatarisa wanikei ndiNyari apa angaashata ainezidumbu."I will leave you guys
to talk,,,bby m so late ndakumhanya kubasa,,,,,ohh by the way my name is
Gerald,,,Tapiwa's fience,,,,bye bye hun"akadaro ndokubva andipa pack
pahuma.Ndakashamisika nezvanga zvaitwa na Gerry asi handina kuda
kuzvipangidza.Ko ndaidawoka kuti Nyarie ati ndine gud catch.
"Mhamha Dr Mtale vakati varikuda munhu wekuti aite kapiece work kumba
kwavo.Ndokumbirawo kuti ndienda hangu ,,pane kadress kendirikuda kutenga"."
Kuenda unoenda hako asi kwete wega,, unoenda nemumwe kanaSinikiwe,,,Dr havana
mukadzi saka hazviiti kuti uende wega,,,ko akazokubata wozodii" vakadaro mai
vangu.Ini ndakaziva zvangu kuti Sinikiwe anga aenda kumusha namai vake.Ndakabva
ndati" Okay mhaha ndichaenda naye mangwana,,Asi mhamha hanti makati ndikaita
mukomana after ndapedza chikoro hapana problem here,,,Dr Mtale vakati vanondida
saka ndodii?".Mai vangu vakamboita kakushamisika ndokubva vazoti " kungoti hauna
vana tete ndochingotaura hangu newe,,, ini handikwanise kukuti ida kana kuti ramba
izvo zvinobva pamoyo pako but you have to be careful you are still very young".Mai
vangu vakambotaura zvakawanda zvekundipanga ndokubva tazoenda zvedu kunorara.
Zuva raitevera Gerry akauya kuzonditora tikaenda tese kumba kwake.Imba yaGerry
yakanga zvayo yakanaka asi yakanga isingasviki pane yanaTafara.Takatombodya
zvedu Gerry ndokuzoti "Okay Tapiwa,,,i wanted to tell you kuti ini ndokuda pamwe chete
nenhumbu yako,,,you see i have Azoospermia,,,a condition that there are virtually no
sperm count i my ejaculate,,,,so i might not be able to have a child of my own" Gerry
akataura hake kudai asi aipangidza kushishikana pamoyo pake."So if you want we can
get married as soon as possible tochata but you should never tell anyone about
mwana,chero tikagumburisana sei muupenyu hauzofe wakati Mwana haasi wangu"
akaenderera mberi.Panguwa iyi i was desperate and i had no any other option pane
kubvuma.Kutaura chokwadi Gerry ndakanga ndisingamudi kana ka1 even though he
had all it takes.Ndakazoda kumuwachira akabva aramba achiti I had to rest as much as
i could kuitira mwana.Takazotaurirana kuti taizoenda kwana tete vake paweekend.
END OF CHAPTER 7
--------------------------------------------------------------------------------------
DILEMMA
STORY BY ADDIE
CHAPTER 8
"Tapiwa you are pregnant??ine mamonths mangani nhumbu iyoyo??" Tafara akadaro
achiswedera kwatanga tiri."You stay away from my wife" Gerry akadaro achiswedera
kuna Tafara.Ini ndakange zvino ndachipusa nenoise yanga yakutanga apa, vanhu
vanga vakatarisa."Iwe i wasnt talking to you wazvinzwa ,,,,, Tapiwa ndati nhumbu ine
mamonths mangani" Tafara akadaro achisaidzira Gerry achifamba kuuya kwandiri.I had
always known Tafara to be cool but this time anga achiratidza kutsamwa.Ndakabva
ndati "Iwe Tafara cool it,,,,asi wakupenga,,,,zvenhumbu yangu zvine basa rei
newe,,,zvaNyari wambopedza here,,,siyana neni"."I'm sorry baby but i need to know the
truth"akadaro tafara qachiuya kwendiri."Tapiwa honey ndiudze chokwa".Asati
ambopedzakutaura akabva anzi chibhakera na Gerry ndokubva anodonhera
pamatomatoes.Ndakabva ndamhanya kunobatsira Tafara kusimuka."Are you okay
Tafara,,,pane pawakuwara here " ndakadaro ndichimubata pabendekete pake."No bby i
am fyn,,,,dont worry m fyn" akadaro akatarisa mumaziso mangu chaimo ,apa achibata
maoko angu ese mumaoko make."Tapiwa hande " Gerry akadaro achindidhonza
kubuda neni.Akandipinza mumota ndokubva adzokera muspar.Ndakanetsekana
zvisingaiti ndichiti Gerry achandikwadzira Tafara.Ndakamboda kubuda asi
ndakazozvidzora nekunyara kuti vanhu vaizotii.Ndakafara ndichiona Tafara akubuda
mushop ndikaziva kuti hapana zvazoitika.Kanguwa kandakanga ndambotarisana
naTafara kakandifungisa ma hey days.Ndakambofunga kubuda mumota ndichinotaura
naTafara asi ndakazofunga Gerry ndikadzikama.Kutaura chokwadi kunyangwe Tafara
akandirwadzisa hake I had a weakness when it came to him.Ko nei Tafara akabvunza
zvenhumbu??? Asi aizviziva kuti ndanga ndine nhumbu yake?? Ndichifunga kudaro
Gerry akabva apinda mumota.Ndakabva ndatanga kutya kuti achandibvunza kuti sei
ndanga ndaenda kunobata Tafara."Hesi baby,,,are you okay?" akabva
adaro.Akaenderera mberi achiti "i am sorry about what happened,,,,ndabatwa nehasha
kkkkki plus kuchengera".Takabva taseka zvedu tese ndobva akuzoti."Uridavkuti tiende
kupi?"."Kumba,,,ndaneta shaa" ndakamupindura." Kumba kupi kwenyu or kwako"
akadaro."Kwangu ndekupi ikoko" ndakamubvunza."Kwanguka ndokwako,,,,ko ini
ndichiri neimba here,,,yatove yenyuka,,,hauone izvozvi ndiriwekungoenda
kubasa,,,,,,tongosurrender mari yese kune imi maboss" akadaro Gerry.Takazotaura
zvedu nyaya achindiperekedza kumba.
Musi unotevera ndakatomutswa nephone landline yanga ichiringer.Ndakafamba zvekuti
ndodii asi ndaingonzwa kuneta neta "Hesi Tapiwa uriko here kumba kwenyu,,,ndiNyarie"
"ahhh hesi nyarie ehe ndiriko huya" ndakamupindura.Hapana kuzombopera nguwa
Nyari akabva asvika.Takataura zvedu nyaya kwekanguwa kadiki ndokubva ndanzwa
knock padoor."Makadii zvenyu,,,,ndatumwa naDr Mtale zvanzi ndiuye kuzokubatsirai
basa" uyu mumwe mukadzi anga aita wechikuru.Ndakanga ndisingadi zvangu
kubatsirwa basa asi nekuti Nyarie akanga aripo ndakavarega vachiita basa ndakatogara
hangu tichinwa juice."Nyarie nhumbu yako imborine mamonths mangani
ndakamubvunza."Ine two mnths"akapindura.Handina zvangu kuda kuenderera mberi
nekubvunza asi ndakaona sekunge nhumbu yanga yati kurei ndichicompare neyangu
yanga yakusvika three months."Tapiwa iwe ndirikufungidzira kuti Tafara ane munhu
waakaitisa nhumbu chete,,,,ndakanzwa achitaura nababa vake paphone asi akabuda
kunze saka handinakunyatsozvinzwa asi aiti musikana wacho amubvunza kuti yane
mamonths mangani asi haana kupundura,,,hanzi naye i will do whatever it takes to get
them both here hameno".Ndakashamisika nezvaiva zvataurwa naNyarie.Ndakanga
ndakutya kuti manje haana kunzwa zita rangu here richibuda."ahh tapiwa ndirikunzwa
kamwe kapain so rega ndichiende kumba ndambokuona"akadaro Manyara achisimuka.
END OF CHAPTER 8
0773042173.
https://m.facebook.com/Addie-Stories-196433257424796/
-------------------------------------------------------------------------------------
DILEMMA
STORY BY ADDIE
CHAPTER 9
kuti ndipinde.
ndangandisingamudi.Zvangazvakuitawo
o"ndakamupindura.
isvike.
bed rest and i have to admit her pano for some days
ndaitofunga chete.Chakanyanyozondinetsa
vangu vakabvunza.
wanikei ndiTafara.
END OF CHAPTER 9
--------------------------------------------------------------------------------------
DILLEMA
STORY BY ADDIE
CHAPTER 10
Zuva raitevera Gerry akauya visiting hour isati yasvika achiitira kuti asazoonana namai
vangu.Zvechokwadi Gerry aindida.He would always treat me like a princess.Pandaida
kutora chinhu aibva akurumidza kunditambidza.Akanga asingadi kuti
ndinetseke.Ndofunga dai kutoilet kwaienderwa nemunhu Gerry aindiendera chete.Visit
yakazosvika, mai vangu vakandiwigira coffee netwumwewo twakadaro
Zuva raitevera Gerry akauya visiting hour isati yasvika achiitira kuti asazoonana namai
vangu.Zvechokwadi Gerry aindida.He would always treat me like a princess.Pandaida
kutora chinhu aibva akurumidza kunditambidza.Haasaibvumira kuti
ndinetseke.Ndofunga dai kutoilet kwaienderwa nemunhu Gerry aindiendera chete.Visit
yakazosvika, mai vangu vakandiwigira coffee netwumwewo twakadaro
"Ahhh Mary utorinani ko ini ndainzi ndirikuenda kuma piece work kwadoctor Mtale
,,,,vana ava" mai vangu vakadaro.Tese takabva taseka mainini Mary ndokuzoti "Manje
tozvifambisa sei,,,Gerald ati arikuda kuroora,,,,tochidii manje,,,, panodaka kuendwa
kumba kwana baba vaTapiwa kuti vatipe date racho,,,, plus Tapiwa anobva ari kumba
kwake here kana kuti kwenyu sisi?".Mai vangu vakazoti "iiii ini ndirimai mukuru
kuchurch uko,,,,anotombodzoka kumba ozoenda abvisirwa,,,handiti zvirikukurumudza
here,,,asi zvekuzomirira muchato manje ndopane nyaya,,mati dumbu rinenge risati
rakuoneka here.
?"."Ko iwe tapiwa amborine marii yearikuda kuuya nayo" mainini Mary vakabvunza"."Iii
handizivi ini asi akandipa card rekubank achiti mune $16 000,,,,asi aiti yepay ichapinda
saka handizivi kuti ichaita marii yese pamwe chete ,,,,ndichamubvunza".Mbuya vangu
vakabva vati "haa imi hadzisi nyaya dzekutaura muclinic idzi,,, munozotaura
mavakumba".Takazotaurawo dzimwe nyaya.Kubva zvandaive ndapinda muchipatara
hapana kana munhu mumwe chete zvake wekuchurch akauya, ndakazobvunza mai
vangu ndokubva vati vaiitira kuti vanhu vasaziva kuti ndine pamuviri.Takazoti garei garei
ndokubva Tafara apinda.Akauya achionawo kuti ndanga ndarara sei.Akabva azoenda
pana Nyari ndokubva ati "Ko urikudei kwandiri,,,,,ndafonerwa ndichinzi ndofanira kuuya
kuno chii chirikuitika?"."Handisikuziva ini bvunza nurse varikudarika apo avo" Nyari
akadaro.Nurse vakabvunzwa ndokubva vati "Ohhh you should come after visiting
hour.Actually its Dr Mtale who wants to have a talk with you".Hana yangu yakabva
yarova zvisingaiti.Ko aida kutii Gerry? Aida kutaura nezve mimba yangu here ? Aidei
kuna Tafara?.Nguva yekuti visiting hour ipere yakandinonokera hama dzangu.Vana mai
vangu vakanga vakutotaura zvavo vega ini ndavakuzvinetsa mupfungwa.
END OF CHAPTER 9
0773042173
--------------------------------------------------------------------------------------
DILEMMA
STORY BY ADDIE
CHAPTER 11
AIDS, aidakuyedza kutii Tafara.Kana Tafara aiva neAIDS ka zvaireva kuti neniwo
ndakanga ndatorinayo.Ipapo ndipo ndakabva ndatanga kurwara.Ndakatanga kufunga
vese vaiuya vachiti go for HIV testing before indulging into sex.Ndakafungazve
kastatement kataigaro taura kuchikoro kukuti no sex before marriage.Misodzi yangu
yakatanga kubuda.Pandai tambudzika mupfungwa dzangu kudai Tafara aitove achirova
Manyara.Maguards ndiwo vakazomhanya kuuya kunobata Tafara.Kunyangwe zvangu
ndaive mukunetseka mupfungwa, moyo wangu wakarwadzirwa naTafara aitaura
achichema.Ndakabvandangodaidzira kuti " Tafara its not the end of the world".Tafara
akabva adzikama.Chero hazvo Gerry aivepo handina kuita basa nazvo ndakabva ndati
"Tafara let us go and talk outside,,,,privately" ndichinyatso tarisa kuna Gerry kuti azive
kuti ndaida kutaura naTafara tiri vaviri chete."No prob but i need to explain something
here" Gerry akadaro.Ndakabva ndamuti "No" achibva angonyarara.Apa ndakanga
ndaputirwa nehasha.Gerry akangoti "lts fine" achitaura nemaguards nekuti ini ndaida
permission to leave the ward.Takabuda panze tikanogara paiva nemaruva anga
akanaka pakanyarara.Tafara misodzi yaingo erera pamatama.Ndakabva ndamubata
maoko ake ese ndokubva ndati "Tafara you have to calm down,,,,,i have been sleeping
with you and i am also in shock but hazvizirizvo zvinoita kuti munhu arase hunhu,,,,,i
can take everything else from you but not to see you behaving wild like this".Tafara
haana chaakapindura akabva atowedzera kuchema achiwira pamabendekete angu,
kuita seaindimbundira. Kubvira pataidanana naTafara hapana kana mumwe chete
zvake munhu waainyatso taura naye zvekuti he could share with his
problems.Chaitonetsa aitotaura neni.Ndakabva ndatanga kumubhabhadzira sezviya
zvinoitwa kamwana kachecheche.Ndaingo muti "its going to be okay,,,,it will be
okay".Tafara abata padumbu pangu ndokubva ati "i am sry my dear i am sry".Handina
kuziva kuti apa aitaura nemwana kana kuti neni, asi ndakangomurega akadaro.Ipapo
ndakabva ndabhoikana naGerry kuti semunhu anga akaenda kuchikoro akadzidza
nezvekurapa , akanga atadza here kupa Tafara proper counselling.Ndakangoramba
ndichimubhabhadzira kuzotsvika adzikama.Akabva azoti "l am sorry bby, hasha
dzandiwandira,,,,Nyari akanditorera zvakawanda muupenyu hwangu,,,,i lost everyone i
ever loved because of her , you,,, my dad,,, now this Tapiwa i cant take this
anymore".Ndakabva ndamuti "Tafara chero ukachema zvekuzviuraya chero
kuzvibonderesa hapana chichachinja,,,,,Gerry wacho akuti une AIDS here?".
Akambonyarara ndokuzoti "Ati you might be infected because both the mother and the
child are ,but Tapiwa the baby is not even mine nxaaaaa haaaaa
zvakandiomera,,,,ndokura uone "."Handiti zvanzi might here Tafara,,,might hazvireve
kuti unacho,,,,dont worry handiti" ndakamudaro."Tapiwa urikubuda riini muhospital?"
akabvunza."Handizivi ini maybe tommorow why?" ndakamupindura."Ndirikuda kuti
undiperekedzewo kunew start please baby please".Ndakabva ndamuti "Its okay
toenda,,,,i also need that for my baby" ndakadaro.
"I will let you know kuti ndobuda riini,,,,but i have to go and rest now
ndakurwadzirwa"."Its okay ini handichapindi mukati ,,,,,i will see you pavisit yemanheru"
akadaro achisiya dumbu rangu.Pese apa paanga akabata handina kana kunzwa
kuvavirwa nazvo sezvandaiita panaGerry , infact ndaitonzwa kakudziirwa neruoko
rwaTafara."Sorry baby nekukupinza busy" akadaro."No problem,,,,kana uchiona kuti
hausati wakunyatsofunga mushe dont drive,,,,famba netsoka" ndakamudaro
ndichisimuka. Takaparadzana ndichienda ndichibva ndapinda muward medu.
Ndakabva ndapinda muroom maiva naGerry ndokubva ndari "Iwe why do you hate
Tafara ,,,,,akanyanyokuitirei haaa,,,,watadza kutaura naye zvakanaka here haa?".Gerry
akabva ati "Tapiwa why is it that you dont trust me ,,,, why is it that you always choose
Tafara over me,,,,pese paunozviita ndongoita sepasina zvaitika,,,,cant you even see kuti
i am hurting,,,,that day wakamubata muspar instead yekuuya kwandiri what do you take
me for,,,,kukunyararira imhosva here?".Ndakabva ndaona kuti zvechokwadi zvandaiita
zvazvisingaiti asi nekutindanga ndakatsamwa ndakangoti "Discharge me today,,,,you
have the powers ,,,talk to Dr Museta,,,I have to go home today"."Tapiwa hausati
wapora,,,,okay sorry for raising my voice ndichitaura newe i am sorry but Tafara haana
kukwana hes not man enough,,,ang" Ipapo ndakanzwa kupupira nehasha Tafara
kusakwana sei."Whaaat??? Wati Tafara is not man enough ,,,,,kkkkkki ,,,, chitiudzaika
imi maman enough kuti murume pakati pako naTafara ndiani"."Tapiwa zvaurikufunga
hazvizirizvo zvendirikutaura sorry baby asi handisikuda zvekunetsana newe".Akabva
abuda mukaroom kaya ndokubva abuda panze.
END OF CHAPTER 11
0773042173
https://m.facebook.com/Addie-Stories-196433257424796/
--------------------------------------------------------------------------------------
DILEMMA
STORY BY ADDIE
CHAPTER 12
aingondishuwira zvakanaka.
vakazobvuma.
nekuchikanga,,,ndirikudawo kunochinja,,,nd
uchazvionera.Takazosvika muChimanimani
a kumba,,,ndodakunobika,,,,mhamha vanonoka
END OF CHAPTER 12
--------------------------------------------------------------------------------------
DILEMMA
STORY BY ADDIE
CHAPTER 13
Ndakabva ndafunga kuenda kunoona Gerry kumba kwake sekuti zuva iri angaari off
pabasa.Ndakabva ndapinda mutown ndokupinda muspar ndichida kutsvaga muriwo
nekuti ndaida kunomubikira.Ndakabva ndafunga kuti aive akandiudza kuti
ainyanyofarira fish.Ndakabva ndaenda kufridge ndokubva ndanotora mabreams angu
maviri,ndokubva ndaenda paspice rack ndikatora favourate spice yangu ground black
pepper.Ndakaziva kuti Gerry aisanyanyobika kumba kwake ndakabva ndatenga
matomatoes maonions nerape.Ndakabva ndafunga makissirwe andanga ndakamboitwa
naTafara aine chocolate Aero pepper mint mukanwa ndokubva ndasekerera ndobva
ndaitora.Apa ndakanga ndazvipira kupa Gerry my all. Ndakabva ndafunga zvekutsvaga
card rekumuendesera ndokubva ndaenda muTime Stationary.Ndakasvikowana
macards angaaine mamessages anga akanaka asi ndakatorwa moyo netwo,rimwe
rakanga r rakanzi I love you nerimwe rakanga rakanzi I am sorry.Ndakabva ndamatora
ese arimaviri.
Musi uyu handina kuda kuti Gerry azive kuti ndakanga ndiri kuuya kumba kwake.I
wanted to surprise him.Pese pandaitenga tenga twunhu twangu ndakabva ndaona kuti
ndakanga ndakutotangawo kuda Gerry.Ndakaenda kunokwira taxi ndichinyemwerera
nekuti ndaiziva kuti ndakanga ndichanofadza Gerry sezvaanga asati
amboita.Ndakasvika pamba pake gate rakavhurwa ndichibva ndangopinda.Ndakaona
mota dzake dzese nhatu dziripo ndikaziva kuti aivepo.Ndakavhura door repadinning
ndokubva ndaona tv iri on asi makanga musina munhu.Ndakabva ndafamba ndichienda
kubedroom kwake ndokubva ndangovhura door remubedroom make wanike Gerry
akatorara zvake asina kupfeka akararirwa nemusikana akanga asinawo kupfeka
pachest pake.Ndakabvandangoneta ndokudonhedza plastic bag pasi.
END OF CHAPTER 13
--------------------------------------------------------------------------------------
DILEMMA
STORY BY ADDIE
CHAPTER 14
"Iiiii nhasi sisi Tapiwa phone yenyu yaswera ichingoringer" akadaro musikana
uya.Ndakabva ndangoti "hoo urisei" ndokubva ndapinda mugate.Ndakasvika ndikabika
mapotatoes aGerry pamwe nechikafu chedu chemanheru.Mai vangu vakazopindawo
ndokubva ndavaudza zvekuti Gerry akanga arimuhospital asi handina kuda kuvaudza
nezvanga zvaitika kumba kwaGerry.Vakabva vandibatsira kugadzirira kuti ndidzokere
kuclinc.Ndapedza ndakabva ndapinda mudinning ndichiti nditore wallet yandanga
ndasiyamo ndopakabva pangoringer wo phone."Hello ,,,,its Tapiwa speaking"
ndakadaro."Hesi Tapiwa ,,,ndiManyaya,,,,ndabvira kudhara ndichifona,,,,,ndavakumba
kwedu,,,,Tafara aita accident makuseni ,,,,arikuGeneral hospital muward A".Handina
kuzombomirira kuti apedze kutaura ndakabva ndangoisa phone pasi ndokubva ndati
"Mhamha ndiperekedzeiwo kuGeneral hospital,,,,Tafara aita accident"
ndichidedzera.Mai vangu vakabva vauya mudinning mandanga ndiri ndokuti "Wadii
watanga kuenda kunoonaGerry first handiti ndiye murume wako here,,,,wozoenda
kunoona Tafara kana wabva kunoona Gerry".Ndakambonyarara kwekanguva
ndichifunga.Kuti ndiende kuna Gerry ko Tafara , kutizve ndiende kuna Tafara
koGerry.Haaa apa ndanga ndapinda *DILEMMA* chaiyo .Ndakabva ndazofunga kuti
Gerry ndakanga ndambomuona ndokubva ndazovati ndaida kutanga nekuona Tafara
nekuti Gerry ndangandabva kumuona.Vakabva vazoti vaizondiperekedza
kunoonaTafara sezvo pakanga pasina zvaiera panaTafara nekuti kuti vanoona Gerry
zvakanga zvisati zvavakuita semhunhu akanga asati abvisira
END OF CHAPTER 14
--------------------------------------------------------------------------------------
DILEMMA
STORY BY ADDIE
CHAPTER 15
Ndakanzwa hasha dzisingaiti asi ndakazoona kuti ndini ndakanga ndiine mhosva nekuti
ndakanga ndisina kubudira shamwari yangu pachena.Ndakazomuti "I am sorry too
Nyarie.Handina kuda kukuudza nezvangu naTafara nekuti iwe wanga watondiudza kare
kuti waida Tafara.Ndakatya kuti waizorwadzirwa moyo so i chose to keep it as a
secret.Sorry hako.Asi panyaya yababa vemwana wako dont loose hope vanogona
kungouya usingambo zvifungiri.Iwewe you have to be strong for you and your son.if you
ever need someone to talk to i will be here for you"."Thank you Tapiwa wakandibatsira
zvisingaiti naGerry. Heyiiii haaa pakaipa manje uchadii,,,,uchachooser ani pakati
paGerry naTafara.Gerry wacho ariright, Tafara anokuda,,,,haaa saka urikufunga kudii?"
akabvunza Nyarie. Ndakaonawo kuti sahwira vangu vakanga vabatwawo ne *Dilemma*
yangu.Ndakabva ndangoti "iii handisikuzivawo kuti ndodii asi ini ndoda Tafara apa Gerry
anondida"."Asi naTafara wacho anokudawo dai isiri nyaya yekuti ndakanyeba handiti
ingadai muchingori mese here.Handiti paya ndakakuudza kuti ndakanzwa Tafara
achitaura nababa vake paphone here.Ini kubva pandakagara naTafara handina kana
hama yake 1 zvayo yandaitaura nayo.Ndaingoda kuyedzawo lucky asi pangu
zvakaramba.Tafara haana mhosva,,haana chaakakukanganisira" akadaro Nyarie.
Visiting hour yakasvika pakupera Tafara asati amuka. Ndakamboedza kukumbira kuti
ndigare naye muhospital asi manurse akaramba.Takazoenda kumba asi kwaingova
kuendawo kwekuti pakanga pasina zvekuita.Tasvika kumba mai vangu vakafonera
mainini Mary kuti vauye.
END OF CHAPTER 15
0773042173
---------------------------------------------------------------------------------------
DILEMMA
STORY BY ADDIE
CHAPTER 16
had the looks apa love yanga iri yaka yaka haaaa
-------------------------------------------------------------------------------------